If I Must Die...

Kana ndikafa

Translated to Shona by

Kana ndikafa

Raramai

Kuti mutaure nhau yangu

Kuti mutengese zvinhu zvangu

Kuti mutenge kajira

Netutambo

(Rive jira richena rine muswe yakareba)

Kuti mwana ariku ku Gaza

Paano tarisa denga muziso

Akamirira baba vake vakaenda nemoto

Vasina kuoneka

Kana kunyama dzavo

Kana kwavari

Achaona jira richi bhururuka mudenga, ramakagadzira

Ofunga kuti ingirozi

Raunza rudo

Kana ndikafa

Ngaiunze manake

Ngaiite nyaya


Select poem translation

A poem by Refaat Alareer.